African Village Lifestyle

African Village Lifestyle Broadcasting an unfiltered African rural lifestyle

12/06/2026

*uchiti umbozama kufadza munhu wakoooo kumufonera ka 5 pazuva wozonzwa akuti iwe uchazondibhowa mnje*😆😆😆🙌😆🙌🙌😆🙌😆

Mukadzi wangu akanga akainda kustay in Nhasi adzoka achingorutsa rutsa akangovhura fridge anobvapo achimhanya otorutsa h...
09/06/2026

Mukadzi wangu akanga akainda kustay in Nhasi adzoka achingorutsa rutsa akangovhura fridge anobvapo achimhanya otorutsa hanzi ndine nyon'o.
Ndoona sekuti boss vake vaimupa zvinhu zvinotapira semunhu asina mukadzi vanonyanya kutenga zvikafu zvekuma restaurant kwavo

Huyai tibike
05/06/2026

Huyai tibike

04/06/2026

Big shout out to my newest top fans! Tafadzwa Gwathi, Princess Katiyo, Luchi Grace, Jonah Chiinze, Lucas Nyamaka

morning Team work
04/06/2026

morning Team work

03/06/2026

*Pa Whatsapp unogona kutotukwa nemunhu anochengetera hembe mu crate re doro*🤣

June unk ndakuvara chando chacho kani mvura haitangike hapana ane second hand washing machine here andipevo
03/06/2026

June unk ndakuvara chando chacho kani mvura haitangike

hapana ane second hand washing machine here andipevo

Tisati tabuda kuinda kumabasa ngatirumbidze musiki Amen
02/06/2026

Tisati tabuda kuinda kumabasa ngatirumbidze musiki

Amen

01/06/2026

HAPPY MONDAY MORNING VEDUWE

31/05/2026

Big shout out to my newest top fans! Princess Katiyo, Luchi Grace, Jonah Chiinze, Lucas Nyamaka

Address

9702 Umkhence Street
Pretoria
0028

Telephone

+263786910614

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when African Village Lifestyle posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to African Village Lifestyle:

Share