Sukuru Nzou

Directions Website

Sukuru Nzou Hallo people tiri pano kufara nekubatsirana kwete kutukana.
(6)

05/11/2026

Ladies why,this is witchcraft stop this 😭😭

Sekuru makadii ndaona pic remurume anoshanda contruction abikirwa ma caroni. Sekuru chii nesu vakadzi wangu murume anosh...
05/11/2026

Sekuru makadii ndaona pic remurume anoshanda contruction abikirwa ma caroni. Sekuru chii nesu vakadzi wangu murume anoshanda as a truck driver ndamubikira mazondo anodya achiguta.Murume uyu akadyiswa ngaatore bute rehondo oisa mu bucket oitira weti yake yemakuseni imomo ogeza muviri wese asapukuta.Uchibva kunogeza mu bathroom imomo enda una facer mukadzi wako,mubate mawoko ake ama rubber uone zvichaitika number dzangu ******* ndiri mu Cape town .Ndapedza naye

Sekuru makadii zvoita here mukadzj ati sadza everyday hariite akubika ma caroni .Sekuru ndoshanda ku Contruction toita h...
05/11/2026

Sekuru makadii zvoita here mukadzj ati sadza everyday hariite akubika ma caroni .Sekuru ndoshanda ku Contruction toita hard work haatsirike sekuru ndomboda funga kumurova sekuru ndiri kubasa asi kusvika kumba so kumutarisa ndinodzwa kutya kubva ndasonwa muromo.Kuti ndiite girlfrnd sekuru moyo wangu unondirambira kuhwa hana kurova kunonoka kusvika kumba ndototya am 45 iye ane 30.Help me pamwe ndakatabaa hameno

05/11/2026

Facebook is better than Dstv now 😅🤣

The national story so far South African Election results ANC still on top
05/11/2026

The national story so far South African Election results ANC still on top

05/11/2026

Gradma take it easy now 😅🤣

05/11/2026

GREATERLIFE PROPHETIC PRAYERS HEALING AND DELIVERANCE , WHEN WOMEN PRAY LUNCH HOUR SERVICE WITH PROPHET IMMANUEL AND DR EVE

HARIPERE NDAKADARO ‼️

    Situation right now  on Election results ANC on top 😅
05/11/2026

Situation right now on Election results ANC on top 😅

05/11/2026

Sekuru mamuka sei tiri mu Joberg.So ndine nhumbu ine 2 mths murume arikuti bvisa nhumbu iyoyo handichakwanisa kuchengeta mwana iye ane 42.Ndinonwa ma family i dont no chii chakaita ipapo tine vana 5 mwana ndiri kumuda kuchechi kwedu vakati ndaona mafunga kubvisa nhumbu mukadaro munofa mwana iyeye chipo chinobva kuna Mwari achazove mudzimu unoera pasi pezuva achave baba Jowani 2.Murume andisiira R300 achienda ku basa ndoita sei

04/11/2026

Today in Durban kwaMlanga 🙄

Address

Cape Town
����

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sukuru Nzou posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category